DuraMazwi
Browse Words
Words

kwaziwa

Shona Definition

Unoti kwaziwa kana uchimhorosa munhu mumwe chete mudiki kwauri kana kuti wezera rako. mhoro .

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries