DuraMazwi
Browse Words
Words

kwazvo

Shona Definition

Ichi chidudzirachiito chinoratidza kuti zvinhu zvaitwa zvizhinji kana zvakanyanya. Anotamba nhabvu kwazvo. chaizvo, chose, zvikuru

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries