DuraMazwi
Browse Words
Words

-kwaya

Shona Definition

Kana vanhu vachi kwaya mumwe vanenge vachimusvora nekumuseka. Vanhu vakamukwaya paakawanikwa aakuviga nyama muhomwe mubhucha maChitombo. Ku kwaya kudeedzera nezwi riri pamusoro semunhu ari kuimba. Joe ari kukwaya kuimba nhasi, akafareiko kudaro?

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.