DuraMazwi
Browse Words
Words

-kwatanuka

Shona Definition

Ku kwatanuka kunamanuka kunoita zvinhu zviviri zvanga zvakabatana. Ndakazobhadhara mari kupositi kuti nditore tsamba yangu nekuti chitambi chakanga chakakwatanuka. -kwatuka .

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.