DuraMazwi
Browse Words
Words

-kwacharika

Shona Definition

Ku kwacharika kuita ruzha kunoita zvinhu zvakawanda zvawisirwa panhu pamwe chete.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.