DuraMazwi
Browse Words
Words

-kwachura

Shona Definition

Ku kwachura kubvarura kana kubvisa chinhu pachinenge chakabatira kana kunamira. Mudzidzisi akatsamwira mudzidzi akange akwachura bepa mubhuku rokunyorera. Ku kwachura kutora kana kuba mari yakawanda panguva imwe chete.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.