Used in other entries
“Kuzoti ivo vana vacho hakusi kudya ikoko.”
from ivo“Kuzoti chinhu chive chikuru, chine mbirimi, kunge chatanga chiri chidoko.”
from Chinotanga kukambaira / kufamba kunouya kwoga“Kuzoti munhu aitire vamwe zvakanaka kana kuti zvakaipa kunge iye aona vachiita saizvozvo.”
from Tsoro-ndamba / inotangwa ngewayo. (M)