Browse Words
Shona Definition
Ku kurumidza kuita chinhu kuchiita nenguva diki. Kurumidzi kubika, tidye, tiende kubhazi. Gore rino mvura yakakurumidza chaizvo, kunaya kutanga kwaGumiguru chaiko. - kasira, kasika, -chimbidza . Kana chinhu chika|kurumidza\ kuitika, chinenge chatora nzvimbo nguva yachanga chichitarisirwa isati yasvika.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.