Browse Words
Shona Definition
Ku korovhera kutaura zvinhu zvekubata munhu kumeso, uchimunyengedza kuti uwane zvaunoda kwaari, kunyanya kana munhu wacho asingadi kukupa kana kuita zvaunoda. Pavakaenda mhiri kwemakungwa vakanosangana nekoronyera akavakorovherwa mari yavo vachivanyepera kuti vanogona kuvapa pekugara kudzimba dzavo.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.