Shona Definition
Kiyi isimbi inoshandiswa kuvhara misuo kana midziyo, kazhinji inovharwa nokuvhurwa nokupinza nokutenderedza kamwana kacho muburi riri paganje kana kuti mai vacho. Mbavha dzava kunyanya kuba motokari nokuti kiyi dzava kugadzirwa mazuva ano zhinji dzacho dzinopindirana.
English Translation
A key is a metal object used to lock doors or containers, usually locked or unlocked by inserting and turning its bit in a hole in the lock or its main body. Thieves are now stealing cars more often because many of the keys being made these days are interchangeable.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Kiya kiyi yepagonhi kuti mbavha dziregopinda mumba medu tisi pano.”
from -kiya“Kana kiyi ichiramba kukiyinuka pamwe unenge uchishandisa kamwana kasiri kayo.”
from -kiyinuka“-kiyi .”
from padhiroko