Browse Words
Shona Definition
Ku kataidza mwana kumujaidza kana kuti kumuregeredza, zvokuti anozopedzisira ava kukwesa kana kuzvida. Ku kataidza kukonzera kuti umbomira kufema, zvikuru sei kana panzvimbo paunenge uri pachinhuhwa zvakaipa.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.