DuraMazwi
Browse Words
Words

kanzatu

Shona Definition

Kuita kanzatu kuunganidza mari kana zvimwewo zvinhu panhu pamwe, vanhu vachibetserana. Kana vanhu muchiwirirana, hazvinetsi kuita kanzatu kanzatu mukamisa chinhu chamunenge muchida.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.