DuraMazwi
Browse Words
Words

-kangavira

Shona Definition

Ku kangavira kuva noruvara rwuri pakati poupfumbu nokutsvukirira. Kana muchero woda kuibva unoonekwa nokukangavira. -kangaira .

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.