DuraMazwi
Browse Words
Words

kanganya kanganya

Shona Definition

Kuti kanganya kanganya kufamba uchienda nedivi, kana kuti uchidududza kudzokera shure, zvishoma zvishoma. Dzimwe nguva waiona zimombo regudo richifamba nedivi kuti kanganya kanganya. Kuti kanganya kanganya kufamba komunhu anozvitatamura achiratidza kuzvida.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.