Ku kandura kumenya kana kubvisa ganda muchiita zvokubvambura kana kuti richisaririra. Ku kandura kuvhiya mhuka muchisiyirira imwe nyama paganda. -kandurira .
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.