DuraMazwi
Browse Words
Words

kanana

Shona Definition

Kanana kanhu kadikidiki kana kuti katsika kanoipisa kana kushoresa munhu kana kuti chinhu. Muroora wavo munhu akarurama, asina kana kanana zvako. kanongo

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.