DuraMazwi
Browse Words
Words

kamufarara

Shona Definition

Kana zvinhu zvichinzi zvakaita kamufarara zvinenge zviri zvidikidiki, zvakawandisisa, uye zvapakararira panzvimbo huru.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.