Used in other entries
“Mureza ijira rinomirira nyika kana kambani kana zvimwewo, rinosungirirwa pabango kuratidzira nyika iyoyo kana kambani iyoyo.”
from mureza“Ku sevenza kuitira basa umwe munhu kana kambani, uchipuwa mari.”
from -sevenza“Bhezari imari inopihwa munhu nehurumende kana kambani kuti akwanise kudzidza.”
from bhezari“Bazi iboka rinenge riri pasi pezimai rakaita sehurumende kana kambani rinenge.”
from bazi