DuraMazwi
Browse Words
Words

-kakaira

Shona Definition

Ku kakaira kufamba kunoratidza kuti munhu ari kurwadziwa nomuviri wake. Ku kakaira kunwa usingafemi kana kumbomira kusvika wapedza. -bapaira, -guduza . -dedera .

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.