Ku kakanuka kuzvuvika kana kubuda kunoita chinhu chichiuya, kana iwe wachikweva kana kuchinyurura. Ku kakanuka kutwasanuka kwechinhu changa chakambofonyoka.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.