DuraMazwi
Browse Words
Words

kai

Shona Definition

Kai izwi rinoshandiswa kuratidza kushomeka kana kudupuka kwezvinhu zviri kutaurwa, zvikuru sei kana zvinhu zvacho pasisina. Gore rakapera kwakatsva zvokuti hatina kumbokohwa kana kai zvako.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries