Used in other entries
“Iyi ihari yokutanga yedoro, inopiwa vanhu vanenge vauya kuzoita basa panhimbe kana jakwara, basa racho risati ratanga kuitwa.”
from nhururamabhatye“Hombora idoro rinotanga kupiwa vanhu kuti vamwe, vasati vatanga basa panhimbe kana jakwara.”
from hombora