DuraMazwi
Browse Words
Words

-hwiridza

Shona Definition

Ku hwiridza kudzokorora zvawamboita nokuti zvawamboita pokutanga zvinenge zvisina kukwana. Unofanira kuhwiridza kubika sadza kuti tose tikwane nevaenzi vasvika. - pamhidza . Ku hwiridza kudzorera chinhu chawambotora. Hwiridza mapadza avaridzi zvinhu zvichakanaka.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.