Kuti hwatata kurara pasi kwemhuka ichihwandira imwe, kana kuti kwevanhu vachihwandirana. Shumba yakati hwatata neuswa kuti nyati iswedere pedyo nayo. kwavarara .
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.