Used in other entries
“Kuti pfudugu kubvisa jira kana uswa hwanga hwakavhara kana kuputira chimwe chinhu, chobva chasara pachena.”
from pfudugu“Akasvikobikura mugomo wehwahwa hwanga hwagadzikwa pasi nasahwira wake.”
from -bikura“Kuti pfudugu kubvisa jira kana uswa hwanga hwakavhara kana kuputira chimwe chinhu, chobva chasara pachena.”
from pfudugu