Ku huhudza kudeedza munhu ari kure. Ku huhudza kuhukura kunoita imbwa. Ku huhudza kuchema kunoita vanenge vawirwa norufu.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.