Used in other entries
“Kana huku ichiti fukufuku mubukuta, inenge ichiumburuka ichiita seiri kutogeza naro.”
from fukufuku“Gora ikiti yomusango inogona kudya huku kana zvimwe zvidiki zvinopfuwiwa pamba.”
from gora“Kuti cho kunhonga kunoita huku kana shiri tsanga ichidya nomuromo.”
from cho“Kana huku ichi chobora inenge ichidya kana kurwisa nemuromo wayo wakatesva.”
from -chobora“Kana huku ya chochonya mazai ayo anenge abuda zvitiyo.”
from -chochonya“Chirugu idanga kana kuti imba inorara huku, mbudzi, mhuru kana hwai.”
from chirugu