Used in other entries
“Ku gwangura kupedza nhomba kana havi yokuda kudya chinhu nekudya chinhu chacho.”
from -gwangura“Kuti panganu kuwana twokudya, twokumwa kana twokuputa tushomashoma, twekungopedza havi munguva yazvinenge zviri kunetsa kuwana.”
from panganu“Ku bvundira kumutsa havi yekuda mukadzi kana murume.”
from -bvundira“Kuti panganu kuwana twokudya, twokumwa kana twokuputa tushomashoma, twekungopedza havi munguva yazvinenge zviri kunetsa kuwana.”
from panganu