DuraMazwi
Browse Words
Words

haro-o

Shona Definition

Izwi iri rinoshandiswa pakumhorosana kwevanhu vezera rimwe chete kana kuti vasingakudzani. Haro-o shamwaari, wanga warovera kupi? Uri kuti munhu wese haro-o haro-o, unofunga kauti uri pafoni here? mhoro. Izwi iri rinoshandiswa kudaira pafoni.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.