Used in other entries
“Kana munhu aka dunduvira anenge akazara hasha kana shungu.”
from -dunduvira“Kana uchi dedera unenge uchizunguzika muviri nokuda kokunzwa chando kana kutya kana hasha.”
from -dedera“Chiva rudzi rwenyoka hobvu, ine musoro wakapamhama, isina hasha zvakanyanya asi iine uturu hwakasimba.”
from chiva“Jinyu itsika yekutsamwa uchipindura vamwe mazwi magaramwoyo, zvine hasha mukati.”
from jinyu“Iri izwi rinoshandiswa kunyaradza kana kurambirana neanenge achitaura, zviine hasha mukati.”
from ndibvire“Asi rushoma kuti munhu akazvarwa aine hasha kana hanganwa azodziregera.”
from Nguruve madhaka / ndeayo