Shona Definition
moyo Kubata hana kudzikama kana kutsiga kwakaita munhu. Bata hana nokuti kwatiri kuenda kwakaoma. Ndakarohwa nehana ndanzwa kuti ndakundikana mubvunzo dzangu. Kurohwa nehana kuvhunduswa kana kutyiswa nechimwe chinhu.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Nhova pakati pemusoro wemwana mucheche, panorova-rova pakurova kunoita hana.”
from nhova“Ku sasana kufara hana yakanatso kusununguka, kazhinji une mudiwa wako.”
from -sasana“Kuti dhi dhi kurova kunoita hana ichifambisa ropa.”
from dhi dhi“Kuti dhidhi dhidhi kurova kunoita hana wavhundusirwa kana kuti waneta nokumanya.”
from dhidhi dhidhi“Kana mwana kana munhu mukuru aine buka anenge aine hana nhete asingatane kuvhunduka.”
from buka“Munhu ane hana isingagoni kuchengeta zvinhu haakokiwi kuzvinhu zvinodyiwa muchivande, anotowana zviya zvaparuzhinji chete.”
from Kurebesa muromo unodya chomwedzi / cherima hauchiwani.