DuraMazwi
Browse Words
Words

gwibu

Shona Definition

Kuti gwibu kudimbura kuita zvidimbu zviviri. Akati gwibu nzimbe ndokugovera Tendai naZivanai. Kuti gwibu kuseka kunoratidza moyo wakasununguka uye unofara.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries