DuraMazwi
Browse Words
Words

gwindingwi

Shona Definition

Gwindingwi isango rinotyisa rine mazimiti akareba akawanda. Ukarasikira mugwindingwi haupone nekuti rine shumba dzinoruma. Gwindingwi ivhudzi hombe rakangoita mamvirinyinyi, risina kukamwa. Gwindingwi izita regomo riri kuChirumanzu.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.