DuraMazwi
Browse Words
Words

-gwevaira

Shona Definition

Ku gwevaira kubva pawanga uri uchienda pamwe, uchizvikweva wakagara sezvinoita mwana asati akwanisa kukambaira. Chembere yakagwevaira namagaro ichitevera bvute remba.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.