DuraMazwi
Browse Words
Words

gwe

Shona Definition

Kuti gwe kungokaruka vanhu vasangana pasina kufungidzira. Kuti gwe kugara pamusoro pechimwe chinhu. Gudo rakanga raguta zvaro kudya chibage rikabva rati gwe kugara pamusoro pedombo raiva mumunda. Kuti gwe kutema munhu, mhuka kana mudziyo uchishandisa dombo kana chimwe chinhu.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries