Used in other entries
“Gudo raichomwaira riri pakati pomunda kuti rione zviri kure.”
from -chomwaira“Gudo rakaisa ipwa mumukanwa maro, rikaiti dzedu kamwe chete.”
from dzedu“gudo”
from dede“Gudo raidya chibage richidededza nokuti rakanga raguta.”
from -dededza“gudo”
from diro“Gudo rine mahobi, zvokuti maziso aro anoonekerwa kure kure.”
from hobi