Used in other entries
“Vakuru vanondopira doro pachisoro chesvikiro gore negore.”
from chisoro“Danga redu rose ren'ombe rakafa gore rakwakatsva.”
from danga“Kuti gore rino vanhu vanokohwa here nemvura isira kunaya iyi?”
from -kohwa“Iyi imbeu inokura yega kubva pamhodzi dzakasaririra mumunda gore rapfuura.”
from mbambune“Gore iri vadzimu vedu vakanga vatikomborera.”
from -komborera“Makei igore rakapera kana kuti gore rinouya.”
from makei