Used in other entries
“Kuti ndutu kukwira pamosoroso pechikomo kana kuti gomo.”
from ndutu“Nhongonya inzvimbo iri pamusorosoro pemuti kana gomo.”
from nhongonya“Vakakarakatika vachikwira gomo kuenda kumuteuro.”
from -karakatika“Vakanongedza kune gomo tikariona.”
from -nongedza“Kuti tenenge kureba kunenge kwakaita gomo kana muti, kudarika zvinhu zvose munharaunda.”
from tenenga“Iyi inzira inopoterera gomo kana chikomo.”
from boterekwa