DuraMazwi
Browse Words
Words

giramu

Shona Definition

Giramu muraudzo wokutanga- tanga pauremu hwechinhu. Ndinoda nyama inorema magiramu mazana mana.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.