DuraMazwi
Browse Words
Words

girazi

Shona Definition

Ma girazi ndiwo anoiswa pafafitera kana kuti pahwindo kuti mhepo isapinde, asi chiedza chichikwanisa kupinda, uye vari mukati vachikwanisa kuona zviri kunze. Girazi mudziyo unoita kuti munhu akwanise kuona chiso chake kana kushambidzika kwemuviri. Girazi kamudziyo kanonjenjemera, kanoshandiswa kumwira mvura, doro nezvimwe zvinwiwa.

English Translation

Glass is what is placed on a frame or window to prevent wind from entering, but allowing light to pass through, and allowing those inside to see what is outside. A mirror is a tool that allows a person to see their face or groom themselves. A glass is a fragile container used for drinking water, beer, and other beverages.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries