DuraMazwi
Browse Words
Words

-gididza

Shona Definition

Kana munhu achi gididza anenge achifamba achikasira uye zvine ruzha. Ndauya ndichiita zvokugididza kuti ndisanonoka kubasa.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.