Used in other entries
“Nzungu dzinoda kungonzi kavi kavi nebadza, kwete kuita zvokukanda uchitevera gejo.”
from kavi“Uyu mupanje unosara usina kurimwa mumunda nekuda kwekuti gejo ranzvenga, kana kuti panenge pane ibwe kana muti.”
from mudhunduzuru“Mvinga ivhu rinotimbwa nebadza kana gejo pakurima.”
from mvinga“Gejo rakarovera pamatombo kubva rati gwajanu, zvimwe zvidimu uko zvimwe uko.”
from gwajanu“Munoda kundiedza here kana muchindikumbira gejo ramunoziva kuti harisi rangu?”
from -edza“Gejo rakarovera pamatombo kubva rati gwajanu, zvimwe zvidimu uko zvimwe uko.”
from gwajanu