Gen'a chikwata chevanhu chinowirirana pane zvimwe zvinhu kazhinji pamisikanzwa. Pandakaona abatana negen'a yemuraini ndakaona kuti hapachina chakanaka.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.