Used in other entries
“Ku kiya kuvhara nechisimbi kana kuti ganje, rinoti kana rabata unotozovhura bedzi nekamwana kesimbi kakagadzirirwa izvozvo.”
from -kiya“Kuti kiyinu kuvhurika kunoita ganje kana watenderedza kamwana karo mukati maro.”
from kiyinu“Kana ganje ra kiyinuka rinenge ravhurika.”
from -kiyinuka“Kuti kiyinu kuvhurika kunoita ganje kana watenderedza kamwana karo mukati maro.”
from kiyinu