DuraMazwi
Browse Words
Words

-fusha

Shona Definition

Ku fusha kubika muriwo wamashizha nokuuyanika kuti uome, ugoreka kuora. -fusa . Kana mukaita zvinhu zvoku fusha munenge mawana zvakawanda zvokuti munotoita zvokuunganidza. -chokota -rokota . Munhu ano fusha ndouya anoreva nhema. -nyepa -foya . Ku fusha kutenderedza maziso

English Translation

To preserve leafy vegetables by cooking and drying them to prevent spoilage. -preserve. If you do things to hoard, you will find so much that you end up collecting. -collect -accumulate. A person who 'fusha' (lies) is one who tells lies. -lie -deceive. To 'fusha' (look furtively) is to move one's eyes around.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.