DuraMazwi
Browse Words
Words

-fushanisa

Shona Definition

Ku fushanisa mwoto kubata-bata huni zvinokonzera kuti dzisapfuta zvakanaka. - korongonya . Ku fushanisa mumwe munhu kuita zvinhu zvinomuita kuti arwadziwe pamwoyo. - tambudza .

English Translation

Smothering a fire by constantly touching the wood causes it not to burn well. - meddle. Smothering someone by doing things that cause them emotional pain. - torment.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.