Browse Words
Shona Definition
Kana uchi furiridza chinhu chinopisa unenge uchichipodza nokufuridza mweya. Kana uchi furiridza vana kana kuti vamwe vanhu vari pasi pako, unenge uchitadza kuvatungamirira nokuvadzora, zvokuti havazokukudzi uye vanozonetsa.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.