Ku furufutika kuzununguka zvishoma kunoita munhu akarara kana ava kupinduka. Ku furufutika kutauta kana kuti kupfaura kunoita mhuka kana shiri yava kuda kufa.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.