DuraMazwi
Browse Words
Words

-furaya

Shona Definition

Ku furaya kukanga chokudya nemafuta anopisa chaizvo pasina kudira mvura. Unoda mazai akabikwa here kana kuti akafurayiwa?

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.