DuraMazwi
Browse Words
Words

-furatidza

Shona Definition

Ku furatidza kutendeudza kuita kuti chinhu kana munhu atarise sure kwake. Ku furatidza kushandisa mushonga womupfuhwira kuti munhu wauri kuda abve akanganwa vamwe vanhu vose. Mukadzi akapa murume wake mushonga waaifunga kuti ndowokufuratidza mwoyo, asi iyo ichitova chepfu.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.